Revhitiko 14:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Zvino munhu ari kuzvichenesa anofanira kugeza nguo dzake,+ oveura bvudzi rake rose, ogeza+ nemvura, ave akachena, uye pashure paizvozvo angapinda mumusasa. Asi anofanira kugara kunze kwetende rake kwemazuva manomwe.+
8 “Zvino munhu ari kuzvichenesa anofanira kugeza nguo dzake,+ oveura bvudzi rake rose, ogeza+ nemvura, ave akachena, uye pashure paizvozvo angapinda mumusasa. Asi anofanira kugara kunze kwetende rake kwemazuva manomwe.+