-
Revhitiko 15:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 Kana munhu ane zvinoyerera akapfira mate mumwe munhu akachena, anofanira kubva ageza nguo dzake uye ageze nemvura ave asina kuchena kusvikira manheru.
-