Revhitiko 15:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “‘Zvino kana munhu ane zvinoyerera akava akachena pazvinoyerera zvake, anofanira kubva averenga mazuva manomwe okuti anatswe,+ uye anofanira kugeza nguo dzake ogeza muviri wake nemvura yakachena;+ uye achava akachena.
13 “‘Zvino kana munhu ane zvinoyerera akava akachena pazvinoyerera zvake, anofanira kubva averenga mazuva manomwe okuti anatswe,+ uye anofanira kugeza nguo dzake ogeza muviri wake nemvura yakachena;+ uye achava akachena.