Revhitiko 15:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “‘Asi kana achena pazvinoyerera zvake, iye anofanirawo kuverenga mazuva manomwe, uye kana iwo apera achava akachena.+
28 “‘Asi kana achena pazvinoyerera zvake, iye anofanirawo kuverenga mazuva manomwe, uye kana iwo apera achava akachena.+