Revhitiko 17:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mweya wose unodya chinhu chakafa choga kana kuti chinhu chakabvamburwa nechikara,+ angava munhu womunyika yacho kana kuti mutorwa, anofanira kugeza nguo dzake, iye ageze nemvura ova asina kuchena kusvikira manheru;+ uye achava akachena.
15 Mweya wose unodya chinhu chakafa choga kana kuti chinhu chakabvamburwa nechikara,+ angava munhu womunyika yacho kana kuti mutorwa, anofanira kugeza nguo dzake, iye ageze nemvura ova asina kuchena kusvikira manheru;+ uye achava akachena.