Revhitiko 18:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “‘Usafukura munun’una wababa vako. Usaswedera pedyo nomudzimai wake. Ivo ndimainini vako.+