-
Revhitiko 23:18Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
18 Munofanira kuuya nemakwayana makono akanaka manomwe,+ pamwe chete nezvingwa zvacho, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, nenzombe duku imwe chete nemakondohwe maviri. Zvinofanira kuva chinopiwa chinopisirwa Jehovha pamwe chete nechinopiwa chezviyo chazvo nezvinopiwa zvazvo zvinonwiwa kuti zvive chinopiwa chinopiswa nomoto, chokunhuhwirira kwakanaka kunoitirwa Jehovha.
-