Revhitiko 25:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 “‘Zvino kana hama yako ikava murombo, ikashayiwa mari iwe ugere nayo,+ unofanira kuitsigirawo.+ Ngaarambe ari mupenyu pamwe chete newe somutorwa uye munhu anobva kune imwe nyika.+
35 “‘Zvino kana hama yako ikava murombo, ikashayiwa mari iwe ugere nayo,+ unofanira kuitsigirawo.+ Ngaarambe ari mupenyu pamwe chete newe somutorwa uye munhu anobva kune imwe nyika.+