Numeri 7:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 uye mombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu, makwayana makono mashanu, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, kuti zvive chibayiro chokugoverana.+ Ichi ndicho chaiva chinopiwa chaNashoni mwanakomana waAminadhabhi.+
17 uye mombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu, makwayana makono mashanu, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, kuti zvive chibayiro chokugoverana.+ Ichi ndicho chaiva chinopiwa chaNashoni mwanakomana waAminadhabhi.+