Numeri 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 uye mombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu, makwayana makono mashanu, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, kuti zvive chibayiro chokugoverana.+ Ichi ndicho chaiva chinopiwa chaNetaneri mwanakomana waZuari.
23 uye mombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu, makwayana makono mashanu, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, kuti zvive chibayiro chokugoverana.+ Ichi ndicho chaiva chinopiwa chaNetaneri mwanakomana waZuari.