55 Chinopiwa chake chaiva dhishi rimwe resirivha, rairema mashekeri zana nemakumi matatu, ndiro imwe yesirivha yemashekeri makumi manomwe kana tichienzanisa neshekeri renzvimbo tsvene, zvose zvizere nefurawa yakatsetseka yakakanyiwa nemafuta kuti ive chinopiwa chezviyo;+