Numeri 7:86 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 86 kapu gumi nembiri dzendarama dzizere nerusenzi,+ kapu imwe neimwe iine mashekeri gumi kana tichienzanisa neshekeri renzvimbo tsvene, ndarama yose yemakapu acho yaiva mashekeri zana nemakumi maviri;
86 kapu gumi nembiri dzendarama dzizere nerusenzi,+ kapu imwe neimwe iine mashekeri gumi kana tichienzanisa neshekeri renzvimbo tsvene, ndarama yose yemakapu acho yaiva mashekeri zana nemakumi maviri;