Numeri 8:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino vanofanira kutora nzombe duku+ nechinopiwa chayo chezviyo+ chefurawa yakatsetseka yakakanyiwa nemafuta, uye utore imwe nzombe duku kuti ive chinopiwa chechivi.+
8 Zvino vanofanira kutora nzombe duku+ nechinopiwa chayo chezviyo+ chefurawa yakatsetseka yakakanyiwa nemafuta, uye utore imwe nzombe duku kuti ive chinopiwa chechivi.+