Numeri 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino vanhu vakaita sevanhu vaiva nechimwe chinhu chakaipa chokunyunyuta pamusoro pacho Jehovha achizvinzwa.+ Jehovha paakazvinzwa, akabva atsamwa kwazvo, uye moto waJehovha wakapfuta pakati pavo, ukaparadza vamwe vaiva kumucheto kwomusasa.+
11 Zvino vanhu vakaita sevanhu vaiva nechimwe chinhu chakaipa chokunyunyuta pamusoro pacho Jehovha achizvinzwa.+ Jehovha paakazvinzwa, akabva atsamwa kwazvo, uye moto waJehovha wakapfuta pakati pavo, ukaparadza vamwe vaiva kumucheto kwomusasa.+