14 “‘Kana pachizova nomutorwa achazogara nemi kana munhu anenge ari pakati penyu muzvizvarwa zvenyu zvose, uye achifanira kupa chinopiwa chinopiswa nomoto, chokunhuhwirira kwakanaka kunoitirwa Jehovha, sezvamunofanira kuita imi, ndizvo zvaanofanira kuitawo.+