-
Numeri 18:9Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
9 Uyu unofanira kuva wako pazvinhu zvitsvenetsvene, pachinopiwa chinopiswa nomoto, zvinopiwa zvavo zvose pamwe chete nezvinopiwa zvavo zvose zvezviyo+ nezvinopiwa zvavo zvose zvechivi+ chavo nezvinopiwa zvavo zvose zvemhosva,+ zvavachadzosa kwandiri. Izvo chinhu chitsvenetsvene kwauri nokuvanakomana vako.
-