Numeri 18:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Unofanira kutaura nevaRevhi, uti kwavari, ‘Muchagamuchira chegumi chinobva kuvanakomana vaIsraeri chandakupai kubva kwavari kuti chive nhaka yenyu,+ uye munofanira kupa Jehovha chegumi chinobva pane chegumi chacho kuti chive mupiro.+
26 “Unofanira kutaura nevaRevhi, uti kwavari, ‘Muchagamuchira chegumi chinobva kuvanakomana vaIsraeri chandakupai kubva kwavari kuti chive nhaka yenyu,+ uye munofanira kupa Jehovha chegumi chinobva pane chegumi chacho kuti chive mupiro.+