11 Kana baba vake vasina vakoma nevanun’una, munofanira kubva mapa hama yake yomumba+ iri pedyo zvikuru naye nhaka yake, uye inofanira kuita kuti ive yayo. Unofanira kuva murau wevanakomana vaIsraeri maererano nezvakatongwa, sezvarayirwa Mosesi naJehovha.’”