Numeri 31:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino Mosesi akavatuma kuhondo, chiuru chimwe chete chedzinza rimwe nerimwe, ivo naFiniyasi+ mwanakomana womupristi Eriyezari kuhondo, uye midziyo mitsvene nemabhosvo+ okushevedzera nawo zvaiva muruoko rwake.
6 Zvino Mosesi akavatuma kuhondo, chiuru chimwe chete chedzinza rimwe nerimwe, ivo naFiniyasi+ mwanakomana womupristi Eriyezari kuhondo, uye midziyo mitsvene nemabhosvo+ okushevedzera nawo zvaiva muruoko rwake.