29 Naizvozvo Mosesi akati kwavari: “Kana vanakomana vaGadhi nevanakomana vaRubheni vakayambuka Jodhani pamwe chete nemi, vanhu vose vakagadzirira kurwa,+ vari pamberi paJehovha, uye nyika ikakundwa pamberi penyu, munofanira kubva mavapa nyika yeGiriyedhi kuti ive nhaka yavo.+