Dheuteronomi 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Takatora zvipfuwo zvose nezvinhu zvakapambwa mumaguta acho kuti zvive zvinhu zvedu zvatakapamba.+