Dheuteronomi 6:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokudaro Jehovha akatirayira kuti tiite mirau yose iyi,+ kuti titye Jehovha Mwari wedu kuti zvitinakire nguva dzose,+ kuti tirambe tiri vapenyu sezvazviri nhasi.+
24 Nokudaro Jehovha akatirayira kuti tiite mirau yose iyi,+ kuti titye Jehovha Mwari wedu kuti zvitinakire nguva dzose,+ kuti tirambe tiri vapenyu sezvazviri nhasi.+