Dheuteronomi 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi nyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore ive yenyu inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yokumatenga;
11 Asi nyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore ive yenyu inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yokumatenga;