Dheuteronomi 14:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Zvino kana rwendo rukanyanya kukurebera,+ zvokuti hauzokwanisi kuchitakura, sezvo nzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti aise zita rake+ ipapo ichange yakanyanya kuva kure newe, (nokuti Jehovha Mwari wako achakukomborera,)+
24 “Zvino kana rwendo rukanyanya kukurebera,+ zvokuti hauzokwanisi kuchitakura, sezvo nzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti aise zita rake+ ipapo ichange yakanyanya kuva kure newe, (nokuti Jehovha Mwari wako achakukomborera,)+