Dheuteronomi 15:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yako yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo wako kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+ Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 15:7 Nharireyomurindi,9/15/2010, p. 8
7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yako yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo wako kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+