Dheuteronomi 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 kana kuti kana akaenda nomumwe wake kusango kuti anounganidza huni, akasimudza ruoko rwake kuti ateme muti nedemo, simbi yacho ikavhomoka pamupinyi,+ ikarova mumwe wake akafa, iye anofanira kutizira kune rimwe remaguta aya ararame.+
5 kana kuti kana akaenda nomumwe wake kusango kuti anounganidza huni, akasimudza ruoko rwake kuti ateme muti nedemo, simbi yacho ikavhomoka pamupinyi,+ ikarova mumwe wake akafa, iye anofanira kutizira kune rimwe remaguta aya ararame.+