Dheuteronomi 24:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Kana murume achangowana mudzimai,+ haafaniri kuenda kuhondo, uye hapana chinhu chaanofanira kunzi aite. Ngaarambe akasununguka ari pamba pake kwegore rimwe chete, uye ngaafadze mudzimai wake waakawana.+
5 “Kana murume achangowana mudzimai,+ haafaniri kuenda kuhondo, uye hapana chinhu chaanofanira kunzi aite. Ngaarambe akasununguka ari pamba pake kwegore rimwe chete, uye ngaafadze mudzimai wake waakawana.+