Dheuteronomi 28:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Jehovha achaita kuti ukundwe pamberi pevavengi vako.+ Uchaenda kwavari nenzira imwe chete, asi uchavatiza nenzira nomwe; uye uchava chinhu chinotyisa kuumambo hwose hwepanyika.+
25 Jehovha achaita kuti ukundwe pamberi pevavengi vako.+ Uchaenda kwavari nenzira imwe chete, asi uchavatiza nenzira nomwe; uye uchava chinhu chinotyisa kuumambo hwose hwepanyika.+