57 kunyange zvose zvinobuda nepakati pemakumbo ake pashure pokusununguka+ uye vanakomana vake vaakabereka, nokuti achavadya pachivande nokuda kwokushayiwa zvinhu zvose nokuda kwokuomerwa nokumanikidzwa kwauchakomberedzwa nako nomuvengi wako uri mukati memagedhi ako.+