Dheuteronomi 28:67 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 67 Mangwanani uchati, ‘Dai ari manheru!’ uye manheru uchati, ‘Dai ari mangwanani!’ nokuda kwokutya kwomwoyo wako kwauchatya nako uye nokuda kwezvauchaona nemaziso ako.+
67 Mangwanani uchati, ‘Dai ari manheru!’ uye manheru uchati, ‘Dai ari mangwanani!’ nokuda kwokutya kwomwoyo wako kwauchatya nako uye nokuda kwezvauchaona nemaziso ako.+