Dheuteronomi 31:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Unganidza vanhu,+ varume nevakadzi nevana nomutorwa ari mukati memagedhi ako, kuti vateerere uye kuti vadzidze,+ nokuti vanofanira kutya Jehovha Mwari+ wenyu, vochenjerera kuita mashoko ose omutemo uyu. Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 31:12 Nharireyomurindi,4/15/2010, p. 39/15/2004, p. 273/15/2000, p. 17
12 Unganidza vanhu,+ varume nevakadzi nevana nomutorwa ari mukati memagedhi ako, kuti vateerere uye kuti vadzidze,+ nokuti vanofanira kutya Jehovha Mwari+ wenyu, vochenjerera kuita mashoko ose omutemo uyu.