-
Joshua 2:2Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
2 Kwapera nguva yakati mambo weJeriko akaudzwa kuti: “Tarirai! Varume vanobva kuvanakomana vaIsraeri vapinda muno usiku huno kuzoongorora nyika.”
-