Joshua 6:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino Joshua akanga arayira vanhu,+ achiti: “Musashevedzera kana kuita kuti manzwi enyu anzwike, uye ngaparege kuva neshoko rinobuda mumiromo yenyu kusvikira zuva randinoti kwamuri, ‘Shevedzerai!’ Imi mubve mashevedzera.”+
10 Zvino Joshua akanga arayira vanhu,+ achiti: “Musashevedzera kana kuita kuti manzwi enyu anzwike, uye ngaparege kuva neshoko rinobuda mumiromo yenyu kusvikira zuva randinoti kwamuri, ‘Shevedzerai!’ Imi mubve mashevedzera.”+