Joshua 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Guta racho ngarive chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe;+ iro nezvinhu zvose zviri mariri ndezvaJehovha. Rakabhi+ oga, pfambi iya, ngaarambe achirarama, iye navose vaainavo mumba, nokuti akavanza nhume dzatakatuma.+
17 Guta racho ngarive chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe;+ iro nezvinhu zvose zviri mariri ndezvaJehovha. Rakabhi+ oga, pfambi iya, ngaarambe achirarama, iye navose vaainavo mumba, nokuti akavanza nhume dzatakatuma.+