Joshua 7:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 VaIsraeri vatadza, vadarikawo sungano yangu+ yandakavarayira; vatorawo chimwe chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe,+ vaba,+ vakachichengetawo chakavanzika+ uye vachiisawo pakati pezvinhu zvavo.+
11 VaIsraeri vatadza, vadarikawo sungano yangu+ yandakavarayira; vatorawo chimwe chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe,+ vaba,+ vakachichengetawo chakavanzika+ uye vachiisawo pakati pezvinhu zvavo.+