6 Varume vomuGibhiyoni vakabva vatumira shoko kuna Joshua kumusasa kuGirigari,+ vachiti: “Musaregerera varanda venyu.+ Kurumidzai kuuya kwatiri mutiponese uye mutibatsire, nokuti madzimambo ose evaAmori ari kugara munzvimbo ine makomo aungana kuti atirwise.”