Joshua 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi nanhasi ndakasimba sezvandakanga ndakaita zuva randakatumwa naMosesi.+ Sezvakanga zvakaita simba rangu nguva iyoyo, ndizvo zvakaita simba rangu rokurwa zvino, rokuti ndibude uye rokuti ndipinde.+
11 Asi nanhasi ndakasimba sezvandakanga ndakaita zuva randakatumwa naMosesi.+ Sezvakanga zvakaita simba rangu nguva iyoyo, ndizvo zvakaita simba rangu rokurwa zvino, rokuti ndibude uye rokuti ndipinde.+