8 Naizvozvo varume vacho vakasimuka kuti vaende, Joshua akarayira+ vaya vakanga vachienda kunonyora mamiriro akaita nyika, achiti: “Endai mufambe-fambe munyika, munyore mamiriro ayo, mudzoke kwandiri, uye pano ndipo pandichakukandirai mijenya+ pamberi paJehovha muShiro.”+