Joshua 22:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Ane Simba,+ iye Mwari,+ Jehovha, Ane Simba, iye Mwari, Jehovha,+ anoziva,+ uye Israeri, iyewo achaziva.+ Kana kuri kupandukira+ uye kana kuri kusatendeka kuna Jehovha,+ regai kutiponesa nhasi.
22 “Ane Simba,+ iye Mwari,+ Jehovha, Ane Simba, iye Mwari, Jehovha,+ anoziva,+ uye Israeri, iyewo achaziva.+ Kana kuri kupandukira+ uye kana kuri kusatendeka kuna Jehovha,+ regai kutiponesa nhasi.