Vatongi 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kwapera nguva yakati, akati kwaari: “Ndapota, ndipewo mvura shoma yokunwa, nokuti ndine nyota.” Naizvozvo akavhura hombodo+ yomukaka, akamupa akanwa,+ achibva azomufukidza.
19 Kwapera nguva yakati, akati kwaari: “Ndapota, ndipewo mvura shoma yokunwa, nokuti ndine nyota.” Naizvozvo akavhura hombodo+ yomukaka, akamupa akanwa,+ achibva azomufukidza.