4 Zvisinei Jehovha akati kuna Gidhiyoni: “Pachine vanhu vakawandisa.+ Ita kuti vaburukire kumvura kuti ndivaedze ikoko nokuda kwako. Munhu wose wandichati kwauri, ‘Uyu achaenda newe,’ ndiye achaenda newe, asi munhu wose wandichati kwauri, ‘Uyu haangaendi newe,’ ndiye asingazoendi.”