-
Vatongi 7:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 Zvino Gidhiyoni akasvika, uye, tarira! mumwe murume airondedzera hope dzake kushamwari yake, akati: “Hedzino hope dzandarota.+ Tarira! panga paine keke reraundi rechingwa chebhari ranga richikungurukira kumusasa waMidhiyani. Rabva rasvika patende rikarirova zvokuti rawa,+ uye raripidigura, tende rikati pwatata.”
-