Vatongi 7:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino Gidhiyoni paakangonzwa kurondedzerwa kwehope dzacho nokutsanangurwa kwadzo,+ akatanga kunamata.+ Pashure paizvozvo akadzokera kumusasa wevaIsraeri akati: “Simukai,+ nokuti Jehovha aisa musasa waMidhiyani mumaoko enyu.”
15 Zvino Gidhiyoni paakangonzwa kurondedzerwa kwehope dzacho nokutsanangurwa kwadzo,+ akatanga kunamata.+ Pashure paizvozvo akadzokera kumusasa wevaIsraeri akati: “Simukai,+ nokuti Jehovha aisa musasa waMidhiyani mumaoko enyu.”