Vatongi 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Gare gare akati kuvarume veSukoti:+ “Ndapota ipai varume vari kutevera tsoka dzangu zvingwa zveraundi,+ nokuti vaneta uye ndiri kudzingirira Zebha+ naZarimuna,+ madzimambo aMidhiyani.”
5 Gare gare akati kuvarume veSukoti:+ “Ndapota ipai varume vari kutevera tsoka dzangu zvingwa zveraundi,+ nokuti vaneta uye ndiri kudzingirira Zebha+ naZarimuna,+ madzimambo aMidhiyani.”