Vatongi 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Pashure paizvozvo akaenda kuimba yababa vake kuOfra,+ akauraya vana vababa vake,+ vanakomana vaJerubhaari, varume makumi manomwe, padombo rimwe chete, asi Jotamu mwanakomana wegotwe waJerubhaari akasara, nokuti akanga avanda.
5 Pashure paizvozvo akaenda kuimba yababa vake kuOfra,+ akauraya vana vababa vake,+ vanakomana vaJerubhaari, varume makumi manomwe, padombo rimwe chete, asi Jotamu mwanakomana wegotwe waJerubhaari akasara, nokuti akanga avanda.