Vatongi 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 asi imi mamukira imba yababa vangu nhasi kuti muuraye vanakomana vavo,+ varume makumi manomwe,+ padombo rimwe chete, uye kuti muite Abhimereki, mwanakomana womurandasikana wavo,+ mambo+ wevaridzi venyika yeShekemu nokuti ihama yenyu;
18 asi imi mamukira imba yababa vangu nhasi kuti muuraye vanakomana vavo,+ varume makumi manomwe,+ padombo rimwe chete, uye kuti muite Abhimereki, mwanakomana womurandasikana wavo,+ mambo+ wevaridzi venyika yeShekemu nokuti ihama yenyu;