Vatongi 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Naizvozvo akatuma nhume nounyengeri kuna Abhimereki, achiti: “Tarira! Gaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake zvino vasvika kuShekemu,+ uye tarira vari kuunganidza guta kuti varwe newe.
31 Naizvozvo akatuma nhume nounyengeri kuna Abhimereki, achiti: “Tarira! Gaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake zvino vasvika kuShekemu,+ uye tarira vari kuunganidza guta kuti varwe newe.