Vatongi 9:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Gaari paakaona vanhu vacho, akabva ati kuna Zebhuri: “Tarira! Kune vanhu vari kuburuka vachibva pamusoro pemakomo.” Asi Zebhuri akati kwaari: “Uri kuona mimvuri yemakomo sevanhu.”+
36 Gaari paakaona vanhu vacho, akabva ati kuna Zebhuri: “Tarira! Kune vanhu vari kuburuka vachibva pamusoro pemakomo.” Asi Zebhuri akati kwaari: “Uri kuona mimvuri yemakomo sevanhu.”+