Vatongi 9:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Nokudaro akatora vanhu, akavakamura kuva mapoka matatu,+ akatanga kuvandira ari kusango. Akabva atarira, uye nechekoko vanhu vaibuda muguta. Zvino akasimuka akavarwisa, akavauraya.
43 Nokudaro akatora vanhu, akavakamura kuva mapoka matatu,+ akatanga kuvandira ari kusango. Akabva atarira, uye nechekoko vanhu vaibuda muguta. Zvino akasimuka akavarwisa, akavauraya.