Vatongi 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jefta akabva atuma nhume kuna mambo wevanakomana vaAmoni,+ achiti: “Ndinei newe,+ zvawauya kuti undirwise munyika yangu?”
12 Jefta akabva atuma nhume kuna mambo wevanakomana vaAmoni,+ achiti: “Ndinei newe,+ zvawauya kuti undirwise munyika yangu?”